Verenga Bookstore

Free shipping offer
More Zim Books Here

Authors

Advertising

Museve Wade Nyama by Ingasiyo Zvarevashe

Museve Wade Nyama by Ingasiyo Zvarevashe


£5.99 tax incl.


[Shona] Kana museve woda nyama unodonha woga pamukutu. Ndizvozvo zvakarehwa nevakuru. Chinoda kufa chinovingira. Mwanakomana waVaNhengure anodzoka kumusha kubva mhiri kwemakungwa. Ndipo zvake paanotangisa kutsvinyira vanhu netsika dzechivanhu. Zvekupira kana kunamata haachina basa nazvo. Paanowana basa rourapi pachipatara cheHarare, vakoti ndipowo pavanoti dzawira mutswanda. Asi uyuwo Mirirai kumusha haachadyi rinopisa. Hana yake yotiwo dai ndavawo mai vomwana. Anonyadziswa nokufumurwa, achizopedzisira aona kuti zviri nani kuti tarisiro yake ife zvayo. Uyuwo chiremba anosasana kusvika kumagumo, kukanganwa zvake kuti kusasana kunoparira. Anofa mukufara uku achisiya mhuri yake ichidya nhoko  dzezvironda sapakutanga. Nyaya iri inorondedzerwa neumhizha hwusina vazvinji.

Publisher: Mambo Press 1983

Presented in: Shona

115 Pages

Cart  

(empty)

Advertisement

Join Our Facebook Group Follow us on Twitter Subscribe to Our Newsletter

© 2009 Mukudzei Limited.
Company registered in England and Wales. Registration number 06663733