Rungano rwomumwe musikana anonzi Tambudzai mwana wa vaMunhamo, mudzimai wa vaNhamoinesu, murume anoti vakadzi vanofushwa semuriwo. Tambudzai anozvarirwa kuna Mungogara. VaMunhamo vanotipurwa mwoyo nokuitwa uko sezvo Tambudzai ariye mwanasikana wavo ega. Panoitwa makakatanwa pakati pomurume nomukadzi, uyu achiti haivhiyiwi, uyuwo achiti haivhiyiwi. VaMunhamo ndipo pavanoti kumwanasikana wavo, "Zviuya zviri mberi, mwanangu. Handei."
Mai Simango vanonyora nenzira inoita kuti nyakuverenga aonewo ega kuti zvechokwadi ZVIUYA ZVIRI MBERI.
Please Note: Book has a few scratches and the price has been reduced accordingly
Publisher: Longman Zimbabwe 1974
Presented in: Shona
90 Pages